Online Bible

- Reklamy -

Mariko 9:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Kana ziso rako richikurasisa, risvukunure, zviri nani kuti upinde muumambo hwaMwari une ziso rimwechete pano kukandwa mugomba romoto, uina maziso maviri,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Kana ziso rako ricikugumbusa, urirashe; ɀirinani kwauri kuti upinde muʋushe bgokuɗeŋga uneziso rimŋe, pakukandirwa muGehena, unameso maʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Kana ziso rako richikugumbusa, urirase; zviri nani kwauri kuti upinde muushe hwedenga une ziso rimwe, pakukandirwa muGehena, una meso maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Kana ziso rako richikurasisa, risvukunure, zviri nani kuti upinde muumambo hwaMwari une ziso rimwechete pano kukandwa mugomba romoto, uina maziso maviri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Kana ziso rako richikurasisa, risvukunure, zviri nani kuti upinde muumambo hwaMwari une ziso rimwechete pano kukandwa mugomba romoto, uina maziso maviri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Uye kana ziso rako richiita kuti utadze, ribvise. Zviri nani kwauri kuti upinde muumambo hwaMwari neziso rimwe chete pano kuti uve namaziso maviri uye ugokandwa kugehena,

Viz kapitola kopírovat

Mariko 9:47

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy