Mariko 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Gungano riya rose parakangomuona rakashamiswa kwazvo, rakamhanyira kwaari, ndokumukwazisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Pakarepo ʋazhinji ʋose ʋakati ʋacimuʋona, ʋakashamiswa kwaɀo, ʋakamhanyira kwaari, ʋakamukwazisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Pakarepo vazhinji vose vakati vachimuona, vakashamiswa kwazvo, vakamhanyira kwaari, vakamukwazisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Gungano riya rose parakangomuona rakashamiswa kwazvo, rakamhanyira kwaari, ndokumukwazisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Gungano riya rose parakangomuona rakashamiswa kwazvo, rakamhanyira kwaari, ndokumukwazisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vanhu vose pavakangoona Jesu, vakashamiswa zvikuru uye vakamhanya kundomukwazisa. Viz kapitola |