Online Bible

- Reklamy -

Mariko 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kana ndikavaendesa kumisha yavo vaine nzara vachaziya panzira nokuti vamwe vavo vabva kure.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Kana ndikaʋaendisa kumusha kwaʋo ʋanenzara, ʋacaziya panzira; ʋamŋe ʋaʋo ʋanobva kure.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Kana ndikavaendesa kumusha kwavo vane nzara, vachaziya panzira; vamwe vavo vanobva kure.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kana ndikavaendesa kumisha yavo vaine nzara vachaziya panzira nokuti vamwe vavo vabva kure.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Kana ndikavaendesa kumisha yavo vaine nzara vachaziya panzira nokuti vamwe vavo vabva kure.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Kana ndikavaendesa vane nzara kumisha yavo, vachaziya vakawira pasi nenzara munzira, nokuti vamwe vavo vakabva kure.”

Viz kapitola kopírovat

Mariko 8:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy