Mariko 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino vakanga vakanganwa kutakura chingwa, kunze kwechimwechete chavakanga vanacho mugwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakaŋga ʋakaŋganwa kutora ɀiŋgwa; ʋakaŋga ʋasineɀiŋgwa, asi cimŋe ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vakanga vakanganwa kutora zvingwa muigwa; vakanga vasina zvingwa muigwa, asi chimwe bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino vakanga vakanganwa kutakura chingwa, kunze kwechimwechete chavakanga vanacho mugwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino vakanga vakanganwa kutakura chingwa, kunze kwechimwechete chavakanga vanacho mugwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vadzidzi vakanga vakanganwa kuuya nechingwa, kunze kwechimwe chete chavakanga vanacho mugwa. Viz kapitola |