Mariko 7:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Nokuti imomo mumwoyo yavanhu, ndimo munobva pfungwa dzakaipa, nounzenza, nokuba, nokuuraya, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti mukati, mumŋoyo yaʋanhu munoɓuɗa mifuŋgo yakaipa, noʋupombge, nokuɓa, nokuʋuraya, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti mukati, mumwoyo yavanhu munobuda mifungo yakaipa, noupombwe, nokuba, nokuuraya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Nokuti imomo mumwoyo yavanhu, ndimo munobva pfungwa dzakaipa, nounzenza, nokuba, nokuuraya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Nokuti imomo mumwoyo yavanhu, ndimo munobva pfungwa dzakaipa, nounzenza, nokuba, nokuuraya, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Nokuti kubva mukati, kubva mumwoyo yavanhu ndimo munobuda mirangariro yakaipa, upombwe, kuba, kuuraya, ufeve, Viz kapitola |