Mariko 6:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 chiitai kuti vanhu vaende kumaruwa nokumisha yakapoteredza vandozvitengera zvokudya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 ʋaendisei, kuti ʋaende kuruwa nemisha yakapoteredza, ʋandoɀiteŋgera ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 vaendisei; kuti vaende kuruwa nemisha yakapoteredza, vandozvitengera zvokudya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 chiitai kuti vanhu vaende kumaruwa nokumisha yakapoteredza vandozvitengera zvokudya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 chiitai kuti vanhu vaende kumaruwa nokumisha yakapoteredza vandozvitengera zvokudya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Itai kuti vanhu vaende kumaruwa nemisha yakapoteredza kuti vandozvitengera zvokudya.” Viz kapitola |