Online Bible

- Reklamy -

Mariko 6:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Zvino vadzidzi vaJohani zvavakazvinzwa, vakaenda, vakatora chitunha chake ndokuchiviga muguva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ʋadzidzi ʋake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakaʋuya ʋakatora mutumbu wake, ʋakauʋiga mubgiro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Vadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga mubwiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Zvino vadzidzi vaJohani zvavakazvinzwa, vakaenda, vakatora chitunha chake ndokuchiviga muguva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Zvino vadzidzi vaJohani zvavakazvinzwa, vakaenda, vakatora chitunha chake ndokuchiviga muguva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Vadzidzi vaJohani vakati vanzwa izvi vakauya vakatora mutumbi wake vakauviga mubwiro.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 6:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy