Mariko 6:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mambo zvakamurwadza chaizvo, asi nokuda kwemhiko dzake dzaakanga aita, uye pamusana pavaenzi vake, haana kuda kuramba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo mambo akaɀidya mŋoyo kwaɀo, asi wakaŋga asiŋgaɗi kumurambira nokuɗa kwokupika kwake, ʋuye nokuɗa kwaʋakaŋga ʋagere naye pakudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Ipapo mambo akazvidya mwoyo kwazvo, asi akanga asingadi kumurambira nokuda kwokupika kwake, uye nokuda kwavakanga vagere naye pakudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mambo zvakamurwadza chaizvo, asi nokuda kwemhiko dzake dzaakanga aita, uye pamusana pavaenzi vake, haana kuda kuramba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mambo zvakamurwadza chaizvo, asi nokuda kwemhiko dzake dzaakanga aita, uye pamusana pavaenzi vake, haana kuda kuramba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mambo akatambudzika zvikuru, asi nokuda kwemhiko yake uye nokuda kwevaakanga achidya navo, haana kuda kumurambira. Viz kapitola |