Online Bible

- Reklamy -

Mariko 5:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Pakarepo musikana uya akasimuka, ndokufamba (sezvo akanga ava namakore gumi namaviri). Vanhu vose vakabva vashamiswa zvikuru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Pakarepo musikana akasimuka, akafamba; nokuti waiʋa namakore anegumi namaʋiri; ʋakashamiswa nokushama kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Pakarepo musikana akasimuka, akafamba; nokuti waiva namakore ane gumi namaviri; vakashamiswa nokushama kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Pakarepo musikana uya akasimuka, ndokufamba (sezvo akanga ava namakore gumi namaviri). Vanhu vose vakabva vashamiswa zvikuru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Pakarepo musikana uya akasimuka, ndokufamba (sezvo akanga ava namakore gumi namaviri). Vanhu vose vakabva vashamiswa zvikuru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Pakarepo musikana akasimuka akafamba-famba (akanga ana makore gumi namaviri okuberekwa). Nokuda kwaizvozvi, vakashamiswa zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 5:42

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy