Mariko 5:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino akariŋga‐riŋga kuti aʋone wakaita iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zvino akaringa-ringa kuti aone akaita izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi Jesu akaramba achitarisa-tarisa kuti aone kuti ndiani akanga aita izvozvo. Viz kapitola |