Mariko 5:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋadzidzi ʋake ʋakati kwaari: Munoʋona ʋanhu ʋazhinji ʋanokumanikidzai, ɀino muŋgati seiko: Ndiani wandiɓata? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Munoona vanhu vazhinji vanokutsikirirai, zvino mungati seiko, ndiani andibata?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Vadzidzi vake vakati, “Muri kuona vanhu vachikutsimbirirai, zvino moti, ‘Ndianiko andibata?’ ” Viz kapitola |