Online Bible

- Reklamy -

Mariko 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 wakati anzwa ɀaJesu, akaʋuya pakati paʋanhu ʋazhinji ʋaiʋa mashure, akaɓata ŋguʋo yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 akati anzwa zvaJesu, akauya pakati pavanhu vazhinji vaiva mashure, akabata nguo yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Akati anzwa nezvaJesu, akauya mushure make mukati mavazhinji uye akabata nguo yake,

Viz kapitola kopírovat

Mariko 5:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy