Mariko 5:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino kuzoti Jesu ayambukirazve mhiri kwegungwa negwa, vanhu vazhinji vakamuunganira. Akanga ari padyo negungwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Jesu wakati ayambukira ɀe mhiri negwa, ʋanhu ʋazhinji ʋakaʋuŋganira kwaari; wakaŋga ari paguŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Jesu akati ayambukirazve mhiri negwa, vanhu vazhinji vakaunganira kwaari; akanga ari pagungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino kuzoti Jesu ayambukirazve mhiri kwegungwa negwa, vanhu vazhinji vakamuunganira. Akanga ari padyo negungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvino kuzoti Jesu ayambukirazve mhiri kwegungwa negwa, vanhu vazhinji vakamuunganira. Akanga ari padyo negungwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jesu akati ayambukazve mhiri negwa kuno rumwe rutivi rwegungwa, vazhinji zhinji vakaungana vakamukomberedza paakanga ari pagungwa. Viz kapitola |