Mariko 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mweya iya yakamuteterera ichiti, “Titumirei zvedu munguruve kuti tipinde madziri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ikakumbira ɀikuru kwaari, iciti: Titumirei kuŋguruʋe, kuti tindopinda madziri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ikakumbira zvikuru kwaari, ichiti, “Titumirei kunguruve, kuti tindopinda madziri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mweya iya yakamuteterera ichiti, “Titumirei zvedu munguruve kuti tipinde madziri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mweya iya yakamuteterera ichiti, “Titumirei zvedu munguruve kuti tipinde madziri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Madhimoni akakumbirisa kuna Jesu akati, “Titumei henyu pakati penguruve, titenderei henyu kuti tinopinda madziri.” Viz kapitola |