Mariko 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dzimwe dzakandowira parukangarahwe padzakashaya ivhu rakadzika; dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Dzimŋe dzakawira parukaŋgarabge, padzakaŋga dzisinevu zhinji; dzikamera pakarepo, nokuti dzakaŋga dzisinevu rakadzika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Dzimwe dzakawira parukangarabwe, padzakanga dzisina ivhu zhinji; dzikamera pakarepo, nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dzimwe dzakandowira parukangarahwe padzakashaya ivhu rakadzika; dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Dzimwe dzakandowira parukangarahwe padzakashaya ivhu rakadzika; dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Dzimwe dzakawira murukangarabwe, madzisina kuwana ivhu rakawanda. Dzakakurumidza kumera, nokuti ivhu rakanga riri shoma. Viz kapitola |