Mariko 4:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kuzoti ava manheru ezuva rakarero akavati, “Ngatichiyambukirai mhiri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino nezuʋa iro, aʋa maɗekwana, wakati kwaʋari: Ŋgatiyambukire mhiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Zvino nezuva iro, ava madekwana, akati kwavari, “Ngatiyambukire mhiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kuzoti ava manheru ezuva rakarero akavati, “Ngatichiyambukirai mhiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Kuzoti ava manheru ezuva rakarero akavati, “Ngatichiyambukirai mhiri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Zuva iroro ava madekwana, akati kuvadzidzi vake, “Ngatiyambukirei kuno rumwe rutivi.” Viz kapitola |