Mariko 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akabvapo navadzidzi vake oenda kugungwa; chitawo chikuru chavanhu vaibva kuGarirea chakatevera uyewo vanhu vakauya kwaari vachibva kuJudhea Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Jesu wakaenda naʋadzidzi ʋake kuguŋgwa; ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera ʋacibva Garirea; nokuJudea, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino Jesu akaenda navadzidzi vake kugungwa; vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera vachibva Gariria; nokuJudhea, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akabvapo navadzidzi vake oenda kugungwa; chitawo chikuru chavanhu vaibva kuGarirea chakatevera uyewo vanhu vakauya kwaari vachibva kuJudhea Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Jesu akabvapo navadzidzi vake oenda kugungwa; chitawo chikuru chavanhu vaibva kuGarirea chakatevera uyewo vanhu vakauya kwaari vachibva kuJudhea Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jesu akabva kugungwa navadzidzi vake, uye vanhu vazhinji vaibva kuGarirea vakamutevera. Viz kapitola |