Mariko 3:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvino amai vake uye vakoma navanun'una vake vakauya vakamira panze ndokutumira munhu kundomudaidza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakaʋuya, ʋakamira kunze, ʋakatumira nhume kwaari, kumuɗana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino mai vake navanun'una vake vakauya, vakamira kunze, vakatumira nhume kwaari, kumudana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvino amai vake uye vakoma navanun'una vake vakauya vakamira panze ndokutumira munhu kundomudaidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Zvino amai vake uye vakoma navanun'una vake vakauya vakamira panze ndokutumira munhu kundomudaidza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ipapo mai vaJesu navanunʼuna vake vakauya. Vakatuma munhu kundomudana ivo vamire panze. Viz kapitola |