Mariko 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Sezvo akanga aporesa vazhinji, vose vakanga vaine zvirwere vaitsikinyidzana vachida kumubata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti wakaŋga aporesa ʋazhinji; naiɀoɀo ʋose ʋakaŋga ʋanamarwere ʋakamumanikidza, kuti ʋamunyaŋgate. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti akanga aporesa vazhinji; naizvozvo vose vakanga vanamarwere vakamutsikirira, kuti vamunyangate. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Sezvo akanga aporesa vazhinji, vose vakanga vaine zvirwere vaitsikinyidzana vachida kumubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Sezvo akanga aporesa vazhinji, vose vakanga vaine zvirwere vaitsikinyidzana vachida kumubata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ainge aporesa vazhinji zvokuti vaya vakanga vane zvirwere vakanga vachisundana vachiuya mberi kuti vamubate. Viz kapitola |