Online Bible

- Reklamy -

Mariko 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋakaʋuya ʋakaisa kwaari munhu wakaŋga akafa mitezo, akatakurwa na ʋanhu ʋanna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vamwe varume vakasvika, vakauya kwaari nomunhu akanga akafa mutezo, akatakurwa navarume vana.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 2:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy