Mariko 16:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kuzoti amuka muvafi mangwanani nomusi weSvondo akazviratidza pokutanga kuna Maria Magadharena, uya waakabvisa mweya yakaipa minomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino wakati amuka maŋgwanani nomusi wokutaŋga weviki, akaɀiratidza pakutaŋga kunaMaria Magdarene, waakaŋga aɓuɗisa mŋeya yakaipa minomŋe kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino akati amuka mangwanani nomusi wokutanga wevhiki, akazviratidza pakutanga kuna Maria Magadharina, waakanga abudisa mweya yakaipa minomwe kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kuzoti amuka muvafi mangwanani nomusi weSvondo akazviratidza pokutanga kuna Maria Magadharena, uya waakabvisa mweya yakaipa minomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kuzoti amuka muvafi mangwanani nomusi weSvondo akazviratidza pokutanga kuna Maria Magadharena, uya waakabvisa mweya yakaipa minomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jesu akati amuka mangwanani nezuva rokutanga revhiki, akatanga kuzviratidza kuna Maria Magadharena, uya waakanga abudisa kubva maari mweya yakaipa minomwe. Viz kapitola |