Online Bible

- Reklamy -

Mariko 16:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Jaya ndokuvati, “Regai kuvhunduka, muri kutsvaka Jesu weNazareti akarovererwa pamuchinjikwa. Amuka, haasisimo muno. Tarisai muone nzvimbo yavakamuradzika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Rikati kwaʋari: Musavunduka, munotȿaka Jesu weNazareta, wakaŋga aroʋerwa pamucinjikwa; wamuka, haa’po pano; tarirai paʋakaŋga ʋamuisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Rikati kwavari, “Musavhunduka, munotsvaka Jesu weNazareta, akanga aroverwa pamuchinjikwa; amuka, haapo pano; tarirai pavakanga vamuisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Jaya ndokuvati, “Regai kuvhunduka, muri kutsvaka Jesu weNazareti akarovererwa pamuchinjikwa. Amuka, haasisimo muno. Tarisai muone nzvimbo yavakamuradzika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Jaya ndokuvati, “Regai kuvhunduka, muri kutsvaka Jesu weNazareti akarovererwa pamuchinjikwa. Amuka, haasisimo muno. Tarisai muone nzvimbo yavakamuradzika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Iye akati, “Musavhunduka. Muri kutsvaka Jesu weNazareta, uya akarovererwa pamuchinjikwa. Amuka! Haapo pano. Tarisai pavakanga vamuisa.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 16:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy