Mariko 16:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kuzoti Jesu apedza kutaura kwavari akakwidzwa kudenga kwaakandogara kurudyi rwaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Ishe Jesu wakati ataura naʋo, akagamucirwa kuɗeŋga, akagara kuruʋoko rworudyi rwaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Ishe Jesu akati ataura navo, akagamuchirwa kudenga, akagara kuruoko rworudyi rwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kuzoti Jesu apedza kutaura kwavari akakwidzwa kudenga kwaakandogara kurudyi rwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kuzoti Jesu apedza kutaura kwavari akakwidzwa kudenga kwaakandogara kurudyi rwaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mushure mokunge Ishe Jesu ataura kwavari, akatorwa akakwidzwa kudenga uye akandogara kuruoko rworudyi rwaMwari. Viz kapitola |