Online Bible

- Reklamy -

Mariko 16:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vachadzinga mweya yakaipa nezita rangu. Vachataura nendimi itsva, vachabata nyoka namaoko. Kunyange vakanwa chinouraya hachizovakuvadzi kwete. Vachaisa maoko pavarwere, vachibva vapora.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 ʋacaɓata nyoka; kunyaŋge ʋakanwa cinhu cinoʋuraya, haciŋgaʋarwadzi; ʋacaisa maʋoko pamsoro paʋarwere, ʋakapora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 vachabata nyoka; kunyange vakanwa chinhu chinouraya, hachingavarwadzi; vachaisa maoko pamusoro pavarwere, vakapora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vachadzinga mweya yakaipa nezita rangu. Vachataura nendimi itsva, vachabata nyoka namaoko. Kunyange vakanwa chinouraya hachizovakuvadzi kwete. Vachaisa maoko pavarwere, vachibva vapora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Vachadzinga mweya yakaipa nezita rangu. Vachataura nendimi itsva, vachabata nyoka namaoko. Kunyange vakanwa chinouraya hachizovakuvadzi kwete. Vachaisa maoko pavarwere, vachibva vapora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 vachabata nyoka namaoko avo, uye kunyange vakanwa muchetura unouraya haungavakuvadzi napaduku; vachaisa maoko avo pamusoro pavarwere, uye vachapora.”

Viz kapitola kopírovat

Mariko 16:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy