Mariko 14:70 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika70 Asi iye akazvirambazve. Kwapera chinguvana chidukuduku vaya vakanga vamirepo vakatizve kuna Pita, “Zvechokwadi uri mumwe wavo iwe nokuti uri wokuGarirea.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)70 Asi iye wakaramba ɀe. Ŋguʋa ɗuku yakati yapfuʋura, ʋakaŋga ʋamire’po ʋakati ɀe kunaPetro: Ɀirokwaɀo, uri mumŋe waʋo, nokuti newe ʋo uri muGarirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200270 Asi iye akarambazve. Nguva duku yakati yapfuura, vakanga vamirepo vakatizve kuna Petirosi, “Zvirokwazvo, uri mumwe wavo, nokuti newewo uri muGariria.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika70 Asi iye akazvirambazve. Kwapera chinguvana chidukuduku vaya vakanga vamirepo vakatizve kuna Pita, “Zvechokwadi uri mumwe wavo iwe nokuti uri wokuGarirea.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona70 Asi iye akazvirambazve. Kwapera chinguvana chidukuduku vaya vakanga vamirepo vakatizve kuna Pita, “Zvechokwadi uri mumwe wavo iwe nokuti uri wokuGarirea.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi70 Iye akarambazve izvozvo. Mushure menguva pfupi, vaya vakanga vamirepo vakati kuna Petro, “Chokwadi, iwe uri mumwe wavo, nokuti uri muGarirea.” Viz kapitola |