Mariko 14:67 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika67 Zvaakaona Pita achidziya moto, akamutarisa akati, “Newewo wanga una Jesu weNazareti.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)67 akaʋona Petro acidziya mŋoto, akamutarira, akati: Newe ʋo wakaŋga unaJesu weNazareta! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200267 akaona Petirosi achidziya moto, akamutarira, akati, “Newewo wakanga una Jesu weNazareta!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika67 Zvaakaona Pita achidziya moto, akamutarisa akati, “Newewo wanga una Jesu weNazareti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona67 Zvaakaona Pita achidziya moto, akamutarisa akati, “Newewo wanga una Jesu weNazareti.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi67 Akati aona Petro achidziya moto akamucherechedza. Akati kwaari, “Newewo wakanga una Jesu, weNazareta.” Viz kapitola |