Online Bible

- Reklamy -

Mariko 14:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi muviri wakarukutika.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haine simba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi muviri wakarukutika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi muviri wakarukutika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Rindai munyengetere kuti murege kuwira mumuedzo. Mweya unoda hawo, asi muviri hauna simba.”

Viz kapitola kopírovat

Mariko 14:38

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy