Mariko 14:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi akanamata kuti kana zvichigoneka zvaizoitika nguva iyi zvimupfuure zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Akapfuʋura mberi ɀishoma, akawira pasi, akayeŋgetera kuti, kana ɀicibvira, ŋguʋa ipfuʋure kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Akapfuura mberi zvishoma, akawira pasi akanyengetera kuti, kana zvichibvira, nguva ipfuure kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi akanamata kuti kana zvichigoneka zvaizoitika nguva iyi zvimupfuure zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi akanamata kuti kana zvichigoneka zvaizoitika nguva iyi zvimupfuure zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Akati aenda chinhambwe zvishoma, akawira pasi akanyengetera kuti kana zvichibvira nguva iyi ipfuure, ibve kwaari. Viz kapitola |