Online Bible

- Reklamy -

Mariko 14:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Akati kwavari, “Ini ndadumbirwa zvokunge ndichafa zvangu. Sarai pano murindire.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Akati kwaʋari: Mŋeya waŋgu uneshuŋgu kwaɀo, kuȿikira pakufa; garai pano murinde.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Akati kwavari, “Ini ndadumbirwa zvokunge ndichafa zvangu. Sarai pano murindire.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Akati kwavari, “Ini ndadumbirwa zvokunge ndichafa zvangu. Sarai pano murindire.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Akati, “Mweya wangu wazara neshungu kwazvo kusvikira pakufa. Garai pano uye murambe makarinda.”

Viz kapitola kopírovat

Mariko 14:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy