Online Bible

- Reklamy -

Mariko 14:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Akatora Pita, naJemusi naJohani. Akatanga kubatwa nokutya kukuru nokusuruvara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Akatora Petro naJakobo naJohane, akataŋga kuvunduka kwaɀo nokuɗumbirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Akatora Petirosi naJakobho naJohani, akatanga kuvhunduka kwazvo nokudumbirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Akatora Pita, naJemusi naJohani. Akatanga kubatwa nokutya kukuru nokusuruvara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Akatora Pita, naJemusi naJohani. Akatanga kubatwa nokutya kukuru nokusuruvara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Akatora Petro, Jakobho naJohani pamwe chete naye, akatanga kushungurudzika zvikuru uye akatambudzika.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 14:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy