Mariko 14:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pita akati kwaari, “Kunyange vamwe vose vangarasiswe zvavo asi ini kwete.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino Petro akati kwaari: Kunyaŋge ʋose ʋakagumburwa, ini kwete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino Petirosi akati kwaari, “Kunyange vose vakagumburwa, ini kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pita akati kwaari, “Kunyange vamwe vose vangarasiswe zvavo asi ini kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Pita akati kwaari, “Kunyange vamwe vose vangarasiswe zvavo asi ini kwete.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Petro akati, “Kunyange dai vose vakakurambai, ini kwete.” Viz kapitola |