Mariko 13:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 “Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vari kudenga, kanawo Mwanakomana, asi Baba voga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi kana riri zuʋa iro neŋguʋa iyo, hakuna‐unoɀiziʋa, kunyaŋge ʋatumŋa ʋokuɗeŋga, kunyaŋge Mŋanakomana, asi Ƃaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 “Asi kana riri zuva iro nenguva iyo, hakuna anozviziva, kunyange vatumwa vokudenga, kunyange Mwanakomana, asi Baba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 “Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vari kudenga, kanawo Mwanakomana, asi Baba voga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 “Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vari kudenga, kanawo Mwanakomana, asi Baba voga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 “Hakuna munhu anoziva nezvezuva iro kana nguva iyo, kunyange vatumwa kudenga, kana Mwanakomana, asi Baba voga. Viz kapitola |