Online Bible

- Reklamy -

Mariko 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ko zvino muridzi womunda wamagirepisi achaitei? Achauya agoparadza vokushandisa munda vaya ava nokupa munda uyu wamagirepisi kuna vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino mŋene womunda wemizambiriŋga ucaiteiko? Ucaʋuya, akaparadza ʋarimi iʋaʋo, akapa ʋamŋe ʋarimi munda wemizambiriŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino muridzi womunda wemidzambiringa achaiteiko? Achauya, akaparadza varimi ivavo, akarongera vamwe varimi munda wemidzambiringa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ko zvino muridzi womunda wamagirepisi achaitei? Achauya agoparadza vokushandisa munda vaya ava nokupa munda uyu wamagirepisi kuna vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ko zvino muridzi womunda wamagirepisi achaitei? Achauya agoparadza vokushandisa munda vaya ava nokupa munda uyu wamagirepisi kuna vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Zvino muridzi womunda wemizambiringa achaiteiko? Achauya agouraya vachengeti vaya vomunda agopa munda wemizambiringa kuna vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 12:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy