Mariko 12:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatumazve mumwe muranda kwavari. Iyeyu vakamutema mbonje vakamunyadzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akatuma ɀe mumŋe muranda kwaʋari; ʋakamutaka namabge, ʋakamutema musoro, ʋakamunyadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akatumazve mumwe muranda kwavari; vakamutaka namabwe, vakamutema musoro, vakamunyadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatumazve mumwe muranda kwavari. Iyeyu vakamutema mbonje vakamunyadzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akatumazve mumwe muranda kwavari. Iyeyu vakamutema mbonje vakamunyadzisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo akatuma mumwe muranda; vakarova murume uyu mumusoro vakamunyadzisa zvikuru. Viz kapitola |