Mariko 12:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Haasi Mwari wavakafa asi wavapenyu. Munokanganisa chaizvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Haazi Mŋari waʋakafa, asi waʋapenyu; marashika kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Haasi Mwari wavakafa, asi wavapenyu; marasika kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Haasi Mwari wavakafa asi wavapenyu. Munokanganisa chaizvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Haasi Mwari wavakafa asi wavapenyu. Munokanganisa chaizvo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Haazi Mwari wavakafa, asi wavapenyu. Makarasika kwazvo!” Viz kapitola |