Mariko 12:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ko zvino pakumuka kwavakafa (kana vomuka) mudzimai achazova woupi nokuti vose vari vanomwe akambova mukadzi wavo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino pakumuka kwaʋakafa, kana ʋacimuka, ucaʋa mukadzi waniko kwaʋari? Nokuti wakaŋga ari mukadzi waʋose ʋanomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino pakumuka kwavakafa, kana vachimuka, achava mukadzi waaniko? Nokuti akanga ari mukadzi wavose vanomwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ko zvino pakumuka kwavakafa (kana vomuka) mudzimai achazova woupi nokuti vose vari vanomwe akambova mukadzi wavo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ko zvino pakumuka kwavakafa (kana vomuka) mudzimai achazova woupi nokuti vose vari vanomwe akambova mukadzi wavo?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pakumuka kwavakafa, achava mukadzi waani, sezvo akanga akawanikwa navanomwe ava?” Viz kapitola |