Mariko 11:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino vaifamba vari mberi navaimutevera vakadaidzira vachiti; “Hosana, ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Aʋo ʋakaŋga ʋacituŋgamira, naʋakaŋga ʋaciteʋera ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Hosana, ŋgaakudzwe iye unoʋuya muzita raShe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Avo vakanga vachitungamira, navakanga vachitevera vakadanidzira, vachiti, “Hosana, ngaakudzwe iye anouya muzita raIshe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino vaifamba vari mberi navaimutevera vakadaidzira vachiti; “Hosana, ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino vaifamba vari mberi navaimutevera vakadaidzira vachiti; “Hosana, ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Vakanga vari mberi navaya vaitevera vakadanidzira vachiti: “Hosana!” “Akaropafadzwa uyo anouya muzita raShe!” Viz kapitola |