Mariko 11:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Jesu ndokuvati, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋakapindura ʋaciti kunaJesu: Hatiziʋi. Jesu akati kwaʋari: Neni handiŋgakuʋudziyi ʋo simba randinoita naro ɀinhu iɀi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Vakapindura vachiti kuna Jesu, “Hatizivi.” Jesu akati kwavari, “Neni handingakuudziyiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Jesu ndokuvati, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Jesu ndokuvati, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Jesu akati, “Neniwo handikuudzei simba randinoita naro zvinhu izvi.” Viz kapitola |