Mariko 11:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi toti here, ‘Rwakabva kuvanhu? Vakanga vachitya vanhu nokuti vose vaiti Johani muporofita chaiye.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi tiŋgati, Kuʋanhu, here? Ʋakaŋga ʋacitya ʋanhu ʋazhinji, nokuti ʋose ʋakaŋga ʋaciti Johane muprofita ɀirokwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Asi tingati, ‘Kuvanhu, here?’ ” Vakanga vachitya vanhu vazhinji, nokuti vose vakanga vachiti Johani muporofita zvirokwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi toti here, ‘Rwakabva kuvanhu? Vakanga vachitya vanhu nokuti vose vaiti Johani muporofita chaiye.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi toti here, ‘Rwakabva kuvanhu? Vakanga vachitya vanhu nokuti vose vaiti Johani muporofita chaiye.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi kana tikati kuvanhu…” (Vakanga vachitya vanhu, nokuti vanhu vose vaitenda kuti Johani akanga ari muprofita zvechokwadi.) Viz kapitola |