Mariko 11:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pita akayeuka ndokuti, “Mudzidzisi tarisai! Muonde uya wamakarengerera rushambwa wakaoma.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Petro akaraŋgarira, akati kwaari: Rabi, tarirai muʋonde wamakatuka wawoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Petirosi akarangarira, akati kwaari, “Rabhi, tarirai muonde wamakatuka waoma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pita akayeuka ndokuti, “Mudzidzisi tarisai! Muonde uya wamakarengerera rushambwa wakaoma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pita akayeuka ndokuti, “Mudzidzisi tarisai! Muonde uya wamakarengerera rushambwa wakaoma.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Petro akarangarira akati kuna Jesu, “Rabhi, tarirai! Muonde wamakatuka waoma!” Viz kapitola |