Mariko 11:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uye haana kubvumira munhu kuti apfuure nomuTemberi akatakura chinhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akasatendera munhu kuti atakure nhumbi mutembere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akasatendera munhu kuti atakure nhumbi mutemberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uye haana kubvumira munhu kuti apfuure nomuTemberi akatakura chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Uye haana kubvumira munhu kuti apfuure nomuTemberi akatakura chinhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 uye haana kutendera munhu kutakura zvaitengeswa achipinda nomuchivanze chete mberi. Viz kapitola |