Mariko 10:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Iye akatiwo kwaari, “Mudzidzisi, yose iyi ndakaichengeta kubvira pauduku hwangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati kwaari: Mudzidzisi, iɀi ɀose ndakaɀiceŋgeta kubva paʋuɗuku bgaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akati kwaari, “Mudzidzisi, izvi zvose ndakazvichengeta kubva pauduku hwangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Iye akatiwo kwaari, “Mudzidzisi, yose iyi ndakaichengeta kubvira pauduku hwangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Iye akatiwo kwaari, “Mudzidzisi, yose iyi ndakaichengeta kubvira pauduku hwangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Iye akati, “Mudzidzisi, izvi zvose ndakazvichengeta kubvira ndichiri mukomana.” Viz kapitola |