Mariko 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kwakazouya vamwe vanhu navana vaduku kwaari kuti aise maoko pamusoro pavo asi vadzidzi vakavarambidza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ʋakaʋuya naʋana ʋaɗuku kwaari, kuti aʋanyaŋgate; asi ʋadzidzi ʋakaʋaraira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino vakauya navana vaduku kwaari, kuti avanyangate; asi vadzidzi vakavaraira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kwakazouya vamwe vanhu navana vaduku kwaari kuti aise maoko pamusoro pavo asi vadzidzi vakavarambidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kwakazouya vamwe vanhu navana vaduku kwaari kuti aise maoko pamusoro pavo asi vadzidzi vakavarambidza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vanhu vakanga vachiuya navana vaduku kuna Jesu kuti avabate, asi vadzidzi vakavatsiura. Viz kapitola |