Mariko 1:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kuzoti vamuwana, vakati kwaari, “Vanhu vose vari kukutsvakai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋakamuwana, ʋakati kwaari: Ʋose ʋanokutȿakai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Vakamuwana, vakati kwaari, “Vose vanokutsvakai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kuzoti vamuwana, vakati kwaari, “Vanhu vose vari kukutsvakai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kuzoti vamuwana, vakati kwaari, “Vanhu vose vari kukutsvakai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 uye vakati vamuwana, vakati, “Vanhu vose vanokutsvakai!” Viz kapitola |