Mariko 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino ivo pakarepo vakabva vabva pasinagogu vakandopinda mumba mavanaSimoni naAndireya vaina Jemusi naJohani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Pakarepo ʋakati ʋacibva musinagoge, ʋakapinda mumba maSimoni naAndrea, Jakobo naJohane ʋanaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Pakarepo vakati vachibva musinagoge, vakapinda mumba maSimoni naAndireya, Jakobho naJohani vanavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino ivo pakarepo vakabva vabva pasinagogu vakandopinda mumba mavanaSimoni naAndireya vaina Jemusi naJohani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvino ivo pakarepo vakabva vabva pasinagogu vakandopinda mumba mavanaSimoni naAndireya vaina Jemusi naJohani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vakati vachangobva musinagoge, vakaenda naJakobho naJohani kumba kwaSimoni naAndirea. Viz kapitola |