Mariko 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 achiti, “Ko, tinei newe Jesu weNazareti? Wauya kuzotiparadza here? Ndinokuziva kuti ndiwe ani, ndiwe Mutsvene waMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 aciti: Tinemhaka yeiko nemi, Jesu weNazareta? maʋuya kuzotiparadza kanhi? Ndinokuziʋai kuti ndimi ani; muri Mutȿene waMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 achiti, “Tine mhaka yeiko nemi, Jesu weNazareta? Mauya kuzotiparadza kanhi? Ndinokuzivai kuti ndimi ani; muri Mutsvene waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 achiti, “Ko, tinei newe Jesu weNazareti? Wauya kuzotiparadza here? Ndinokuziva kuti ndiwe ani, ndiwe Mutsvene waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 achiti, “Ko, tinei newe Jesu weNazareti? Wauya kuzotiparadza here? Ndinokuziva kuti ndiwe ani, ndiwe Mutsvene waMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Munodeiko kwatiri, imi Jesu weNazareta? Mauya kuzotiparadza here? Ndinoziva kuti ndimi ani, imi Mutsvene waMwari!” Viz kapitola |