Mariko 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pakarepo Jesu akavadaidza; ivo vakasiya baba vavo Zebhedhi navashandi vari mugwa, vakatevera Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akaʋaɗana pakarepo, ʋakasiya ɓaɓa ʋaʋo Zebedi mugwa naʋaranda, ʋakamuteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akavadana pakarepo, vakasiya baba vavo Zebhedhi muigwa navaranda, vakamutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pakarepo Jesu akavadaidza; ivo vakasiya baba vavo Zebhedhi navashandi vari mugwa, vakatevera Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Pakarepo Jesu akavadaidza; ivo vakasiya baba vavo Zebhedhi navashandi vari mugwa, vakatevera Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Haana kunonoka, akavadana, uye vakasiya baba vavo, Zebhedhi, mugwa vaine vashandi vavo, vakamutevera. Viz kapitola |