Mariko 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, ndinokufarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye inzwi rakauya richibva kudenga richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, wandinoda, wandinofarira kwazvo.” Viz kapitola |