Online Bible

- Reklamy -

Maraki 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Chinzwai, hero zuva rinouya, “Zuva rinopisa sechoto. Ipapo vanhu vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava zvidzitsi zvazvo zvemashanga. Zuva iroro richauya racho richavaroromesa zvokuti harivasiyire mudzi kana bazi zvaro. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Nokuti tarirai, zuʋa rinoʋuya; rinopisa secoto; ipapo ʋose ʋanoɀikudza, naʋose ʋanoita ɀakaipa, ʋacaʋa samashaŋga; zuʋa, rinoʋuya, ricaʋapisa, rikasaʋasiyira mudzi kana ɗaʋi — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Nokuti tarirai, zuva rinouya; rinopisa sechoto; ipapo vose vanozvikudza, navose vanoita zvakaipa, vachava samashanga; zuva rinouya, richavapisa, rikasavasiyira mudzi kana davi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Chinzwai, hero zuva rinouya, “Zuva rinopisa sechoto. Ipapo vanhu vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava zvidzitsi zvazvo zvemashanga. Zuva iroro richauya racho richavaroromesa zvokuti harivasiyire mudzi kana bazi zvaro. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “Zvirokwazvo zuva rinouya; richapisa sechoto. Vose vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava mashanga, uye zuva iro rinouya richavapisa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Hapana mudzi kana davi zvichasara.

Viz kapitola kopírovat

Maraki 4:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy