Maraki 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndinodaro nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengetedza ruzivo. Vanhu vanotsvaka rudzidziso kumuromo wake nokuti iye inhumwa yaTENZI wehondo nehondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti miromo yomuprista inofanira kuceŋgeta ziʋo, ʋanhu ʋanofanira kubvunza murairo pamuromo wake; nokuti ndiye nhume yaJehova wehondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengeta zivo, vanhu vanofanira kubvunza murayiro pamusoro wake; nokuti ndiye nhume yaJehovha wehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndinodaro nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengetedza ruzivo. Vanhu vanotsvaka rudzidziso kumuromo wake nokuti iye inhumwa yaTENZI wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndinodaro nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengetedza ruzivo. Vanhu vanotsvaka rudzidziso kumuromo wake nokuti iye inhumwa yaTENZI wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Nokuti muromo womuprista unofanira kuchengeta zivo, uye vanhu vanofanira kutsvaka dzidziso kubva pamuromo wake, nokuti ndiye nhume yaJehovha Wamasimba Ose. Viz kapitola |